[Chorus.]
Baby give me somemore
Ndiwe une simba to revive my soul
Baby give me somemore
Ndiwe une simba to revive my soul
[Verse 1.]
Pandakamuona achifamba
Moyo wangu wakatangawo kufamba
Ndamuona achitamba
Chiuno changu chakatangawo kutamba
Pandamuona achiwainaaaa
Kuita kunge munhu anoshaina
Arimadekwani musummer
chero nyenyedzi dzaisambomubataaaaaa
[Pre Chorus.]
Mwana iyeee ayiTAMBA
(Aitamba aitamba)
AiTAMBA Zvinoyevedza
(Aitamba aitamba)
Mwana iyeee ayiTAMBA
(Aitamba aitamba)
AiTAMBA Zvinoyevedza
(Aitamba aitamba)
[Chorus.]
Baby give me somemore
Ndiwe une simba to revive my soul
Baby give me somemore
Ndiwe une simba to revive my soul
[Verse 2.]
TAMBA like you bhavhiday
Shawty keep it going all night
Aivapfura vese (aiTAMBA)
Hapana aipikisana
Aitogona kungowaina kudai
Amapiano Joma NamaNaija
Haisi type yemaOne night stand
Ndomuchengeta
[Pre Chorus.]
Mwana iyeee ayiTAMBA
(Aitamba aitamba)
AiTAMBA Zvinoyevedza
(Aitamba aitamba)
Mwana iyeee ayiTAMBA
(Aitamba aitamba)
AiTAMBA Zvinoyevedza
(Aitamba aitamba)
[Chorus.]
Baby give me somemore
Ndiwe une simba to revive my soul
Baby give me somemore
Ndiwe une simba to revive my soul