MyCole Biller – Stay Focused

Artist:

MyCole Biller

Featuring:

_

Genre:

Hip Hop/ Rap

Album:

Single

Year:

2021

[Intro.]

The voice (Mycole)

Ndombogaya ndiri mpfana ndisati ndane kaPressure
Now we grown up takuraramira prezha
Things so tough mukoma wangu zvikustressa
Pain yandinayo inotogara ichindisveta

Ndakatombo trya kuita focus zvemaDays
NdakatomboTrya kunzwa shoko for the pain
NdakatomboTrya kurova dhobho for the pain ndakatozozviona ndini mboko ndiri crazy

Mwedzi uchipera panoda rent nechikafu
Ndoita hustle ripi rinondipinzira buck
Isusu vechidiki tikupera nemaDrugs
Hatina zvatingazviite cuz zimbabwe iri tough

Tochemera kunani vanga tozotiita bho
Totoona zviri nani kutoswera tiri muRoad
Vatori Muzarabani I think vatori bho
Hapana second plan kunze kwekungomwa doro

Madiiro andoita gumbo manje manje kumitisa
Hatisati takuzvigona zvekuchengeta maChicks
Ndakatomboita nzara zvekutoshaiwa chekutobika
Unotanga kugaya pese pawaidhakwa nemaGeez

Ndozviita ndiri real but I just realised ndiri fake
Ndichibuda muDhen ndozviona ndiri kuStates
Hakusi kuzvi Caller kuTrya kuva safe
KuTrya kubvisa pain ndimbofara chete chete

Dai pasina music dai ndakatofa neStress
Reason why I do this is for someone in my place
Someone who relates maybe you depressed
Dakuenda kuChurch maybe kuri safe

MaStreets haana love maStreets haasi safe
Mune peer pressure muchatanga kumwa maSaints
Kwesu kwaZindoga ndotozviona everyday
Zvonetsa kukunda cuz the pressure is in your face

Ndaimboda zveFight but mazuvano ndavabho (Why)
Kuchengetedza meso handidi mazino 4
Fodya haisi healthy but kwandiri itori bho
Dunhill roxburry madison bho

Ndotadza kuziva why ndakarambawo chikoro
Kuswera tichingobhema tichingodhakwa nedoro
Hazvina kana sense it doesnt make sense
Haushaye mari yehwahwa but unoshaya mari yeRent

Dollar dollar dollar pamunhu for gold blend
Hwapinda musoro makuzviita makapenga
Kunge makanyanya
Kunge ndimi mega
Rasta idya easy mucharowa mapena

Dzokerai kuchikoro zvisati zvakunetsa
Ndogara ndichizviudza kuti soon ndichaenda
Ndogara ndichingodaro ndenge ndichingonyepa
Ndogara ndichizviudza kuti soon ndichaenda (Bless)

[Outro.]

Chenjerai vanhu vamotamba navo
Havasi bho havana love havasi vanhu kwavo
Stay on it ramba ungori focused
Stay focused (Yeah yeah yeah)

Chenjerai vanhu vamotamba navo
Havasi bho havana love havasi vanhu kwavo
Stay on it